Makaparadzaniswa naKristu, iyemi munoɗa kururamiswa nomurairo; maɓuɗiswa panyasha. Nokuti isu noMŋeya tinomirira nokutenda tariro yokururamiswa. Nokuti munaKristu Jesu kudziŋgiswa kana kusadziŋgiswa haɀiɓatsiri cinhu; asi kutenda kunoɓata noruɗo.
Verenga chikamu ƲaGaratia 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ƲaGaratia 5:4-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo