Kristu wakatisunuŋgura kuti tiʋe ʋakasunuŋguka; naiɀoɀo mirai nesimba, murege kusuŋgwa ɀe nejoko roʋuranda. Tarirai, ini Pauro, ndinoti kwamuri, kuti kana mucidziŋgiswa, Kristu haaŋgakuɓatsiriyi cinhu.
Verenga chikamu ƲaGaratia 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ƲaGaratia 5:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo