Ezekieri 34:12
Ezekieri 34:12 SUB1949
Mufudzi seɀaanotȿaka ɓoka rake, nezuʋa raari pakati pamakwai ake akapararira kwose, saiɀoɀo ndicatȿaka makwai aŋgu, ndicaarwira panɀimbo dzose kwaakapararira nezuʋa ramakore nererima.