Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Eksodo 9:1

Eksodo 9:1 SUB1949

Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Pinda kunaFarao, undomuʋudza, uti: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate.

Verenga chikamu Eksodo 9