Ndicagara pakati paʋana ʋaIsraeri, kuti ndiʋe Mŋari waʋo. Ʋacaziʋa kuti ndini Jehova waʋo, wakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita, kuti ndigare pakati paʋo; ndini Jehova Mŋari waʋo.
Verenga chikamu Eksodo 29
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Eksodo 29:45-46
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo