Mŋari akanzwa kugomba kwaʋo, Mŋari akaraŋgarira suŋgano yake naAbrahama, naIsaka, naJakobo. Mŋari akaʋona ʋana ʋaIsraeri, Mŋari akaʋaraŋgarira.
Verenga chikamu Eksodo 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Eksodo 2:24-25
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo