Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 3:1-4

Muparidzi 3:1-4 SUB1949

Cinhu cimŋe necimŋe cinomusi waco, ʋuye shoko rimŋe nerimŋe pasi peɗeŋga rineŋguʋa yaro: Ŋguʋa yokuɓerekwa, neŋguʋa yokufa; ŋguʋa yokusima, neŋguʋa yokudzura cakasimŋa; ŋguʋa yokuʋuraya, neŋguʋa yokuporesa; ŋguʋa yokuputsa, neŋguʋa yokuʋaka; ŋguʋa yokucema, neŋguʋa yokuseka; ŋguʋa yokuwuŋgudza, neŋguʋa yokupembera

Verenga chikamu Muparidzi 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMuparidzi 3:1-4