Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Deuteronomio 6:4-9

Deuteronomio 6:4-9 SUB1949

Cinzwa Israeri, Jehova Mŋari weɗu ndiJehova mumŋe cete. Uɗe Jehova Mŋari wako nomŋoyo wako wose, nomŋeya wako wose, nesimba rako rose. Ɀino mashoko awa andinokuraira nhasi, anofanira kuʋa mumŋoyo mako; unofanira kushiŋgaira kuadzidzisa ʋana ʋako, nokuataura kana ugere mumba mako, kana ucifamba munzira, kana uciʋata pasi, kana ucimuka. Unofanira kuasuŋgira paruʋoko rwako, ciʋe ciratidzo; ʋuye anofanira kuʋa rundanyara pakati pameso ako. Unofanira kuanyora pamagwatidziro emikoʋa yeimba yako, napamasuʋo ako.