Ɀino ndiwo murairo, neɀakatemŋa, neɀakatoŋgwa, ɀandakarairwa naJehova Mŋari wenyu kuti ndikudzidzisei, kuti muɀiite kunyika kwamunoenda kuti iʋe yenyu; kuti utye Jehova Mŋari wako, uceŋgete ɀose ɀaakatema nemirairo yake, yandinokuraira, iwe, nomŋanakomana wako, nomŋanakomana womŋanakomana wako, mazuʋa ose oʋupenyu bgako, kuti mazuʋa ako aʋe mazhinji.
Verenga chikamu Deuteronomio 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Deuteronomio 6:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo