Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Danieri 9:4

Danieri 9:4 SUB1949

Ndikanyeŋgetera kunaJehova Mŋari waŋgu, ndikaɀireʋurura ɀiʋi, ndikati: Haiwa, Ishe, Mŋari mukuru unotyisa, unosimbisa suŋgano yake nenyasha dzake kunaʋanomuɗa, ʋanoceŋgeta mirairo yake

Verenga chikamu Danieri 9