Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Danieri 3:28

Danieri 3:28 SUB1949

Nebukadnezari akataura akati: Mŋari waShadraki naMeshaki naAbedi‐nego ŋgaaʋoŋgwe, iye wakatuma mutumŋa wake, akarwira ʋaranda ʋake ʋakaŋga ʋaciʋimba naye, iʋo ʋakaŋga ʋaramba shoko ramambo, ʋakaisa miʋiri yaʋo, kuti ʋarege kushumira kana kunamata mŋari upi noupi, asi iye Mŋari waʋo.

Verenga chikamu Danieri 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neDanieri 3:28