Epafrasi, mumŋe wokwenyu, muranda waKristu Jesu, unokukwazisai, acirwa ŋguʋa dzose pakunyeŋgetera nokuɗa kwenyu, kuti mumire makakwana, muciziʋa kwaɀo kuɗa kwose kwaMŋari. Nokuti ndinomupupurira, kuti unotambudzika ɀikuru nokuɗa kwenyu, naʋeRaodikia, naʋeHirapori.
Verenga chikamu ƲaKorose 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ƲaKorose 4:12-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo