Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaKorose 3:7-10

ƲaKorose 3:7-10 SUB1949

nemi ʋo maifamba maɀiri kare, maigara muɀinhu iɀi. Asi ɀino, imi ʋo, bvisai iɀi ɀose, ɀinoti: Hasha, nokutsamŋa, nokuʋeŋga, nokutuka, nokutaura ɀinonyadzisa nomuromo wenyu. Regai kureʋerana nhema, ɀamakabvisa munhu wekare namaɓasa ake, mukafuka munhu mutȿa, unoʋandudzwa pakuziʋa, afanane nowakamusika

Verenga chikamu ƲaKorose 3