Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaKorose 2:13-14

ƲaKorose 2:13-14 SUB1949

Nemi, imi makaŋga makafa pakuɗarika kwenyu napakusadziŋgiswa kwenyama yenyu, wakakupai ʋupenyu pamŋe cete naye, akatikaŋganwira kuɗarika kweɗu kwose, akadzima rugwaro rwakaŋga rucirwa nesu paɀireʋo ɀarwo, rucipesana nesu; akarubvisa irwo pakati peɗu, akaruroʋera pamucinjikwa

Verenga chikamu ƲaKorose 2