Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 5:3-5

Maɓasa Aʋaapostora 5:3-5 SUB1949

Asi Petro akati: Ananiasi, Satani wazadzireiko mŋoyo wako, kuti ureʋe nhema kuMŋeya Mutȿene, nokuɀikamurira ɀimŋe pamuteŋgo womunda? Iwo uciri’po, wakaŋga usi wako here? Wateŋgeswa, wakaŋga usinesimba naɀo here? Waita seiko, ɀawafuŋga cinhu ici mumŋoyo mako? Hauna‐kureʋa nhema kuʋanhu, asi kunaMŋari. Ananiasi, wakati acinzwa mashoko iwayo, akawira pasi, akaɓuɗisa mŋeya wake; kutya kukuru kukawira ʋose ʋakaɀinzwa.