Ɀino Petro naʋaapostora ʋakapindura, ʋakati: Tinofanira kuterera Mŋari kupfuʋura ʋanhu. Mŋari wamadziɓaɓa eɗu wakamutsa Jesu, iye wamakaʋuraya mucimuturika pamuti. Mŋari wakamusimudza iye noruʋoko rwake rworudyi, aʋe Mutuŋgamiri noMusunuŋguri, kuti ape ʋaIsraeri kutendeʋuka nekaŋganwiro yeɀiʋi. Isu tiri ɀapupu ɀamashoko iwayo; noMŋeya Mutȿene ʋo, waʋakapiwa naMŋari iʋo ʋanomuterera.
Verenga chikamu Maɓasa Aʋaapostora 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Maɓasa Aʋaapostora 5:29-32
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo