Ɀino, Ishe, tarirai kunyeʋera kwaʋo, muɓatsire ʋaranda ʋenyu kuti ʋataure shoko renyu ʋasiŋgatoŋgotyi, mutambanudze ruʋoko rwenyu kuzoporesa; neɀiratidzo neɀishamiso ɀiitwe nezita raJesu, Muranda wenyu mutȿene. Ɀino ʋakati ʋanyeŋgetera, nɀimbo yaʋakaŋga ʋakaʋuŋgana pairi ikazunuŋguswa; ʋakazadzwa ʋose noMŋeya Mutȿene, ʋakataura shoko raMŋari ʋasiŋgatyi.
Verenga chikamu Maɓasa Aʋaapostora 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Maɓasa Aʋaapostora 4:29-31
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo