Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 2:2-3

Maɓasa Aʋaapostora 2:2-3 SUB1949

Pakarepo kutinhira sokwemhepo inovuvuta nesimba kwakabva kuɗeŋga, kukazadza imba yose maʋakaŋga ʋagere. Ʋakaʋona ʋo ndimi dziciparadzana, dzineŋge dzomŋoto; ndokumhara pamusoro womumŋe nomumŋe waʋo.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMaɓasa Aʋaapostora 2:2-3