Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 2:17-21

Maɓasa Aʋaapostora 2:17-21 SUB1949

Mŋari unoti: Namazuʋa okupedzisira, Ndicaɗurura ɀoMŋeya waŋgu pamsoro penyama yose; Ʋanakomana ʋenyu naʋanasikana ʋenyu ʋacaprofita; Majaya enyu acaʋona ɀiratidzo, Naʋatana ʋenyu ʋacarota hope. Napamsoro paʋaranda ʋaŋgu napamsoro paʋashandiri ʋaŋgu, Ndicaɗurura ɀomŋeya waŋgu namazuʋa iwayo; ʋacaprofita. Ndicaita ɀinoshamisa kuɗeŋga kumsoro, Neɀiratidzo panyika pasi; Ropa, nomŋoto, nemhute yoʋutsi. Zuʋa ricashandurwa rima, Nomŋedzi ucashandurwa ropa. Zuʋa guru raShe rinobginya risati raȿika. Ɀino kucaitika kuti aninani unoɗana zita raShe ucaponeswa.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMaɓasa Aʋaapostora 2:17-21