Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

II Samueri 22:2-3

II Samueri 22:2-3 SUB1949

akati: Jehova iɗombo raŋgu, nenhare yaŋgu, nomurwiri waŋgu, iye ndowaŋgu. Mŋari iɗombo raŋgu, ndicaʋimba naye; Nhoʋo yaŋgu, norunyaŋga rwokuponeswa kwaŋgu, shoŋgwe yaŋgu yakakwirira, noʋutiziro bgaŋgu. Muponesi waŋgu, munondiponesa pakumanikidzwa.