Dzoka ɀe, undoti kunaHezekia, mutuŋgamiriri waʋanhu ʋaŋgu: Ɀanzi naJehova Mŋari waDavidi ɓaɓa ʋako: Ndanzwa kunyeŋgetera kwako, ndaʋona misodzi yako; ɀino tarira, ndicakuporesa; nezuʋa recitatu ucakwira kuimba yaJehova.
Verenga chikamu II Madzimambo 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Madzimambo 20:5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo