Asi Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, unotikundisa ŋguʋa dzose munaKristu, unoratidza nesu kwose‐kwose bgema bgokuziʋa kwake. Nokuti isu tiri bgema bgakanaka bgaKristu kunaMŋari, pakati paiʋo ʋanoponeswa naʋanoparara.
Verenga chikamu 2 ƲaKorinte 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 ƲaKorinte 2:14-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo