Nokuti kana ndiciɗa kuɀirumbidza, handiŋgaʋi ɓenzi; nokuti ndicareʋa ɀamaɀokwaɗi; asi ndinorega haŋgu, kuti kurege kuʋa nomunhu, uŋgati ndiri mukuru kuneɀaakaʋona kana ɀaakanzwa kwandiri; ɀino, kuti ini ndirege kunyanya kuɀikudza nokuɗa kwoʋukuru kwaɀo bgeɀakandizarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yaŋgu, nhume yaSatani, andiroʋe, kuti ndirege kunyanya kuɀikudza.
Verenga chikamu 2 ƲaKorinte 12
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 ƲaKorinte 12:6-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo