Pauro, naSirvano, naTimotio, kukereke yaʋaTesaronika, iri munaMŋari, Ƃaɓa, naShe Jesu Kristu: Nyasha ŋgadziʋe nemi norugare. Tinoʋoŋga Mŋari ŋguʋa dzose nokuɗa kwenyu mose, ticikuraŋgarirai pakunyeŋgetera kweɗu; ticiramba ticiraŋgarira ɓasa renyu rinobva pakutenda, nokutamburira ʋamŋe kunobva paruɗo, nokutsuŋgirira kunobva patariro munaShe weɗu, Jesu Kristu, pamberi paMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu; tinoziʋa, hama dzinoɗikanwa naMŋari, kusanaŋgurwa kwenyu. Nokuti Evaŋgeri yeɗu haina‐kuʋuya kwamuri neshoko ɓedzi, asi nesimba ʋo, nomumŋeya Mutȿene, nokuziʋa kwaɀo; seɀamunoziʋa kuti takaŋga takaɗini pakati penyu nokuɗa kwenyu.
Verenga chikamu I ƲaTesaronika 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I ƲaTesaronika 1:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo