Ipapo Sauro akati kuʋaranda ʋake: Nditȿakirei mukadzi unoȿikirwa, ndiende kwaari ndindomubvunza iye. Ʋaranda ʋake ʋakati kwaari: Tarirai, kunomukadzi unoȿikirwa paEndori. Sauro akaɀishandura, akafuka dzimŋe ŋguʋo, akaenda, iye naʋamŋe ʋarume ʋaʋiri, ʋakaȿika kumukadzi ʋusiku; akati: Ndiʋukire ʋo nomŋeya unokuȿikira, undikwidzire wandicakuʋudza.
Verenga chikamu I Samueri 28
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Samueri 28:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo