Jonatani akati kunaDavidi: Enda hako norugare, nokuti takapika tose nezita raJehova, ticiti: Jehova ucaʋa pakati paŋgu newe, napakati paʋana ʋaŋgu naʋako nokusiŋgaperi. Akasimuka, akaenda, naJonatani akapinda muguta.
Verenga chikamu I Samueri 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Samueri 20:42
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo