Iye akasiya nzombe, akamhanya aciteʋera Eria, akati: Nditenderei henyu ndimbondoȿeta ɓaɓa ʋaŋgu namai ʋaŋgu, ndigokuteʋerai. Iye akati kwaari: Cidzoka hako, nokuti ndakuiteiko?
Verenga chikamu I Madzimambo 19
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Madzimambo 19:20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo