1
Mapisarema 85:2
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, uye mukafukidza zvivi zvavo zvose. Sera
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 85:10
Rudo nokutendeka zvinosangana pamwe chete; kururama norugare zvinosvetana.
3
Mapisarema 85:9
Chokwadi, ruponeso rwake rwuri pedyo navanomutya, kuti kubwinya kwake kugogara munyika yedu.
4
Mapisarema 85:13
Kururama kuchamutungamirira, uye kuchamugadzirira nzira yetsoka dzake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo