1
Mapisarema 66:18
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Dai ndakanga ndaviga chivi mumwoyo mangu, Ishe aidai asina kundinzwa
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 66:20
Mwari ngaarumbidzwe, iye asina kuramba munyengetero wangu. Kana kudzivisa rudo rwake kwandiri!
3
Mapisarema 66:3
Muti kuna Mwari, “Mabasa enyu anotyisa sei! Simba renyu iguru zvokuti vavengi venyu vanodedera pamberi penyu.
4
Mapisarema 66:1-2
Danidzirai nomufaro kuna Mwari, imi nyika yose! Imbirai mukurumbira wezita rake; murumbidze zvikuru kukudzwa kwake!
5
Mapisarema 66:10
Nokuti imi, iyemi Mwari, makatiedza; mukatinatsa sesirivha.
6
Mapisarema 66:16
Uyai munzwe, imi mose munotya Mwari; ndikuudzei zvaakandiitira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo