1
Mapisarema 30:5
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Nokuti kutsamwa kwake ndokwenguva duku, asi nyasha dzake ndedzoupenyu hwose; kuchema kungangovapo usiku. Asi mufaro unouya mangwanani.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 30:11-12
Imi makashandura kuungudza kwangu kukava kutamba; makabvisa nguo dzangu dzamasaga mukandishongedza nomufaro, kuti mwoyo wangu ukuimbirei ugorega kunyarara. Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.
3
Mapisarema 30:2
Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndakachemera rubatsiro kwamuri uye mukandiporesa.
4
Mapisarema 30:4
Imbirai Jehovha, imi vatsvene vake; rumbidzai zita rake dzvene.
5
Mapisarema 30:1
Ndichakukudzai imi Jehovha, nokuti makandisimudza kubva pakadzika, uye hamuna kutendera vavengi vangu kuti vafare pamusoro pangu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo