1
Mapisarema 121:1-2
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ndinosimudzira meso angu kumakomo, kubatsirwa kwangu kunobvepiko? Rubatsiro rwangu runobva kuna Jehovha, muiti wokudenga napasi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 121:7-8
Jehovha achakuchengeta pane zvose zvinokuvadza, iye acharinda upenyu hwako; Jehovha achakurinda pakubuda kwako napakupinda kwako, kubva zvino uye nokusingaperi.
3
Mapisarema 121:3
Haangatenderi rutsoka rwako kuti rutedzemuke, muchengeti wako haangakotsiri
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo