1
Mapisarema 116:1-2
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ndinoda Jehovha, nokuti akanzwa inzwi rangu; akandinzwira tsitsi pakuchema kwangu. Nokuti akarerekera nzeve yake kwandiri, ndichadana kwaari mazuva ose oupenyu hwangu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 116:5
Jehovha ane nyasha uye akarurama; Mwari wedu azere netsitsi.
3
Mapisarema 116:15
Chinhu chinokosha pamberi paJehovha ndirwo rufu rwavatsvene vake.
4
Mapisarema 116:8-9
Nokuti imi, iyemi Jehovha, makarwira mweya wangu parufu, meso angu pamisodzi, uye makumbo angu pakugumburwa, kuti ndifambe pamberi paJehovha munyika yavapenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo