1
Firimoni 1:6
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ndinokunyengeterera kuti ugovane navamwe nesimba, kuitira kuti uve noruzivo rwakazara pamusoro pezvinhu zvose zvakanaka zvatinazvo muna Kristu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Firimoni 1:7
Rudo rwako rwakandipa mufaro mukuru nokukurudzirwa, nokuti iwe, hama yangu, wakazorodza mwoyo yavatsvene.
3
Firimoni 1:4
Ndinovonga Mwari wangu nguva dzose pandinokurangarira muminyengetero yangu
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo