1
Jobho 28:28
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Zvino akati kumunhu, ‘Kutya Ishe, ndihwo uchenjeri, uye kusiya zvakaipa ndiko kunzwisisa.’ ”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobho 28:12-13
“Asi uchenjeri hungawanikwepiko? Kunzwisisa kunogarepiko? Munhu haanzwisisi kukosha kwahwo; hahungawanikwi munyika yavapenyu.
3
Jobho 28:20-21
“Zvino uchenjeri hunobvepiko? Kunzwisisa kunogarepiko? Kwakavanzirwa meso ezvipenyu zvose, zvakavigwa kunyange kushiri dzedenga.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo