1
Jobho 17:9
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Kunyange zvakadaro, vakarurama vachabatirira panzira dzavo, uye vana maoko akachena vachanyanya kusimba.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobho 17:3
“Ndipei, imi Mwari, chitsidzo chamunoda. Ndianiko achandiisira rubatso?
3
Jobho 17:1
Mweya wangu waputsika, mazuva angu aitwa mashoma, guva rakandimirira.
4
Jobho 17:11-12
Mazuva angu apfuura, urongwa hwangu hwaparadzwa, saizvozvowo zvishuvo zvomwoyo wangu. Vanhu ava vanoshandura usiku kuti huve masikati; mukati merima ivo vanoti, ‘Chiedza chiri pedyo.’
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo