1
Dhuteronomi 34:10
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Kubva ipapo hakuna kuzomukazve muprofita muIsraeri akafanana naMozisi, uyo akazivana naJehovha chiso nechiso
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Dhuteronomi 34:9
Zvino Joshua mwanakomana waNuni akanga azere nomweya wouchenjeri nokuti Mozisi akanga aisa maoko ake pamusoro pake. Saka naizvozvo vaIsraeri vakamuteerera uye vakaita zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.
3
Dhuteronomi 34:7
Mozisi akanga ava namakore zana namakumi maviri panguva yaakafa, asi kunyange zvakadaro, meso ake akanga achigere kuonera madzerere uye simba rake rakanga richigere kuderera.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo