1
Nziyo 99:9
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Rumbidzai TENZI Mwari wedu mumunamate pagomo rake rinoera nokuti TENZI Mwari wedu anoera.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 99:1
TENZI ndimambo vanhu vanodedera anogara pachigaro chake choushe, pakati pamakerubhi. Nyika inodengendeka.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo