1
Nziyo 80:19
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Tiiteiwo zvatakanga takaita kare TENZI Mwari wehondo nehondo. Uso hwenyu ngaupenye mutiponese.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 80:3
Tiiteiwo zvatakanga takaita kare, Mwari, chiso chenyu ngachipenye kuti tiponeswe.
3
Nziyo 80:18
Ipapo hatizombofa takakufuratirai, tipeiwo upenyu isu tinodaidza zita renyu.
4
Nziyo 80:7
Tiiteiwo zvatakanga takaita kare Mwari wehondo nehondo. Chiso chenyu ngachipenye kuti tiponeswe.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo