1
Nziyo 8:4
Bhaibhiri Idzva rechiShona
“Munhu chiiwo zvake wamunorangarira, iye munhuwo zvake wamunochengeta
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 8:3
Ndikati tarisei zvangu kumatenga enyu, amakaita neminwe yenyu, mwedzi nenyenyedzi zvamakaisamo? Ndinoti
3
Nziyo 8:5-6
asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake
4
Nziyo 8:9
TENZI Mwari wedu hakusi kukura ikoko kwakaita zita renyu.”
5
Nziyo 8:1
TENZI Mwari wedu hakusi kukura ikoko kwakaita zita renyu pasi pose zvapo. Imi mune mbiri inorumbidzwa kumusoro kwamatenga
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo