1
Nziyo 14:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Benzi rinoti nechomumwoyo, “Hakuna Mwari.” Vane tsika dzakaora; vanoita zvinhu zvinosemesa; hapana anoita zvakanaka.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 14:2
TENZI ari kudenga anotarisa pasi kuvanhu kuti aone kana pane vanoita zvino ungwaru; vanotsvaka Mwari.
3
Nziyo 14:3
Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo