1
Nziyo 112:7
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Haambotya marehwarehwa akaipa; akasimba mwoyo, anovimba naTENZI.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 112:1-2
Areruya. Akakomborerwa zvake munhu anotya TENZI, anofarira mitemo yake zvikuru. Zvizukuru zvake zvichava zvakasimba panyika zvizvarwa zvakarurama zvichakomborerwa.
3
Nziyo 112:8
Akagadzana mwoyo, haambotya kusvikira aona zvaanoda zvichiitika kumhandu dzake.
4
Nziyo 112:4
Chiedza chinovhenekera mururami murima.
5
Nziyo 112:5
Wakanaka zvake munhu anoita mwoyochena uye anokweretesa anoita zvinhu zvake noruenzaniso.
6
Nziyo 112:6
Mururami haambozunguziki acharangarirwa nokusingaperi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo