1
Isaya 17:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Shoko rakanangana neDhamasikusi chinzwai munzwe, “Dhamasikusi, zvokuva guta izvi zvichariperera richava murwi wematongo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 17:3
Guta retsvingo richaparara kwaEfuremu kuDhamasikusi umambo huchabviswa chitsama chichasara cheveSiria chichaita zvakaitika kumukurumbira wevanhu vokwaIsiraeri,” ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.
3
Isaya 17:4
“Pazuva iroro mukurumbira wokwaJakobho uchanyatsoti pasi mbombombo. Kukora ikoko kuchapera.
4
Isaya 17:2
Maguta aAroeri achagara asisina munhu achatenge zvawo ava ezvipfuwo zvicharara zvazvo pasi, pasisina anozvivhundutsira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo