1
VaHebheru 3:13
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Asi kurudziranai mumwe nomumwe mazuva ose kana chete kuchiri kunzi, “Nhasi” kuti kusave nomumwe wenyu anoomeswa mwoyo nounyengedzi hwechivi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
VaHebheru 3:12
Chenjerai, hama dzangu, kuti munaani–nani wenyu murege kuva nemwoyo wakaipa usingatendi, ungadaro ukamutsautsa muna Mwari mupenyu.
3
VaHebheru 3:14
Nokuti tinogoverana muna Kristu, chero chete tikaramba takabata zvakasimba ruvimbo rwedu rwapakutanga, kusvika pakupedzisira.
4
VaHebheru 3:8
musazoomesa mwoyo yenyu sapachimurenga paya, pazuva riya rokuedzwa murenje
5
VaHebheru 3:1
Naizvozvo, imi hama varurami, vechikwata chavakadaidzirwa denga, chimbofungai nezvaJesu, mupositori nomupristi mukuru wechitendero chedu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo