1
Kutsinhira Mutemo 26:19
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Akati achakusimudzirai pamusoro pendudzi dzavanhu dzose dzaakasika. Muchakudzwa, zita renyu rigorumbidzwa, mugova nomukurumbira, imi mugova rudzi rutsvene rwaTenzi Mwari wenyu sokureva kwake.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Kutsinhira Mutemo 26:18
Tenzi abvumawo nhasi kuti imi ndimi vanhu vake chaivoivo sokukutaurirai kwaakaita uye kuti muchachengeta mitemo yake yose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo