1
Dhanieri 1:8
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Asi Dhanieri akazviti nechomumwoyo handimboda zvangu kuzvin'oresa nechokudya chamambo chakanakisisa kana newaini yaanonwa. Naizvozvo akakumbira muyuniki mukuru kuti amubvumire zvake kusazvin'oresa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Dhanieri 1:17
Majaya iwaya ari mana kudaro, Mwari, akaapa ruzivo nounyanzvi hwezvezvinyorwa zvose noungwaru uye Dhanieri ainzwisisa zvose zviratidzo nezviroto.
3
Dhanieri 1:9
Ipapo Mwari akaita kuti Dhanieri aitirwe tsiye nyoro akanzwirwa ngoni nomuyuniki, mukuru uya.
4
Dhanieri 1:20
Panyaya yose yose zvayo painge pava kutsvakwa ungwaru nouchenjeri pazvinhu zvavainge vabvunzwa namambo, mambo aiona kuti vaiva vari nani zvokutopeta kagumi vamapipi kana vamaminimini vaiva munyika dzose dzoumambo hwake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo