achiti,
“ ‘Enda kuvanhu ava undoti
kuteerera nyatsoteererai zvenyu
asi kunzwisisa pasina zvamunonzwisisa
kutarisisa nyatsotarisisai zvenyu
asi kuona pasina kuona chaiko.
Nokuti mwoyo yavanhu ava indambakurairwa,
nzeve dzavo kunzwa hadzichanzwi;
maziso avo vakazarira
kuti zvimwe vangadaro vakaona namaziso avo
vachinzwa nenzeve dzavo uye
vakanzwisisa nemwoyo yavo
vakapindukira kwandiri
ini ndikavaponesa.’