1
2 Timoti 2:15
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Edza napose paunogona kuva munhu anogamuchirika pana Mwari, mushandi asina chaanganyare nacho anoziva kushanda namagwaro matsvene echokwadi zvakanaka.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Timoti 2:22
Naizvozvo siyana nehavi dzevechiduku unangane noururami nechitendero norudo norugare pamwechete navanodaidza kuna Tenzi nemwoyo wakanaka.
3
2 Timoti 2:24
Muranda waTenzi haafaniri kuva munhu wenharo asi kuva nomutsa kuvanhu vose ari mudzidzisi kwaye ano mwoyo murefu
4
2 Timoti 2:13
Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.”
5
2 Timoti 2:25
anodzora vanorwisana naye nounyoro. Zvichida Mwari anovasvitsa pakutendeuka vakasvika pakuziva chokwadi
6
2 Timoti 2:16
Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo