1
Nziyo 50:14-15
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Kutenda kwako ngakuve chibayiro chako uite zvawakatsidza kuita kunoWokumusorosoro. Pakadaro daidzira kwandiri pazuva renhamo ndichakununura ukatozondirumbidza.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 50:10-11
nokuti mhuka yose zvayo yesango ndeyangu kana idzo mombe mumakomo akazanirana. Shiri dzose dzomumakomo ndinodziziva uye zvose zvinofamba musango ndezvangu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo