1
Nziyo 48:14
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
nokuti Mwari uyu ndiye Mwari wedu narini narini; ndiye achatitungamirira narini narini.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 48:1
TENZI mukuru anofanira kurumbidzwa zvikuru muguta raMwari wedu, mugomo rake rinoera.
3
Nziyo 48:10
Sezvakangoita zita renyu Mwari, ndizvozvo zvakaita mbiri yenyu inosvika kwakaperera nyika. Ruoko rwenyu rworudyi rwuzere nokururama ngarifare.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo