1
Nziyo 46:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Nyararai muti zii muzive kuti ndiri Mwari, ndinorumbidzwa pakati pamarudzi, ndinorumbidzwa panyika.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 46:1-2
Mwari ndiye diziro redu nesimba redu. Mubatsiri anogara ari padyo panguva yenhamo. Saka hatityi kunyange nyika ikasanduka kunyange makomo akazunguzika zvokuwira mukatikati megungwa
3
Nziyo 46:4-5
Kune rwizi runotukova tunofadza guta raMwari; nzvimbo yokugara inoera yoWokumusorosoro. Mwari ari mukati maro; harichazombokurirwa. Mwari acharibatsira kumambakwedza chaiko.
4
Nziyo 46:9
Anomisa hondo kusvika kwakaperera nyika, anotyora uta achityoranisa mapfumo, anopisa ngoro dzehondo nemoto.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo